1 Madzimambo 8:50 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 50 uye mukanganwire vanhu venyu vanenge vakutadzirai, muchivaregerera zvese zvavanenge vakutadzirai. Muchaita kuti vanzwirwe tsitsi nevanenge vavatapa+
50 uye mukanganwire vanhu venyu vanenge vakutadzirai, muchivaregerera zvese zvavanenge vakutadzirai. Muchaita kuti vanzwirwe tsitsi nevanenge vavatapa+