1 Madzimambo 8:60 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 60 kuti vanhu vese vepanyika vazive kuti Jehovha ndiye Mwari+ wechokwadi. Hakuna mumwe!+