1 Madzimambo 11:35 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 35 Asi ndichabvisa umambo muruoko rwemwanakomana wake ndohupa kwauri, kureva madzinza gumi.+