1 Madzimambo 12:15 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 15 Saka mambo haana kuteerera vanhu, nekuti Jehovha ndiye akaita kuti zvinhu zviende nenzira iyoyo,+ kuti azadzise shoko rakanga rataurwa naJehovha kuna Jerobhoamu mwanakomana waNebhati kuburikidza naAhija+ wekuShiro.
15 Saka mambo haana kuteerera vanhu, nekuti Jehovha ndiye akaita kuti zvinhu zviende nenzira iyoyo,+ kuti azadzise shoko rakanga rataurwa naJehovha kuna Jerobhoamu mwanakomana waNebhati kuburikidza naAhija+ wekuShiro.