1 Madzimambo 16:24 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 24 Akatenga gomo reSamariya kuna Shemeri nematarenda* maviri esirivha, uye akavaka guta pagomo racho. Akatumidza guta raakavaka kuti Samariya,*+ zvichibva pazita raShemeri muridzi* wegomo racho.
24 Akatenga gomo reSamariya kuna Shemeri nematarenda* maviri esirivha, uye akavaka guta pagomo racho. Akatumidza guta raakavaka kuti Samariya,*+ zvichibva pazita raShemeri muridzi* wegomo racho.