1 Madzimambo 20:22 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 22 Gare gare muprofita+ wacho akaenda kuna mambo weIsraeri akati kwaari: “Enda unova nesimba, wofunga zvauchaita,+ nekuti pakutanga kwegore rinouya* mambo weSiriya achauya kuzokurwisa.”+
22 Gare gare muprofita+ wacho akaenda kuna mambo weIsraeri akati kwaari: “Enda unova nesimba, wofunga zvauchaita,+ nekuti pakutanga kwegore rinouya* mambo weSiriya achauya kuzokurwisa.”+