-
2 Madzimambo 17:27Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
-
-
27 Mambo weAsiriya akabva arayira kuti: “Itai kuti mumwe wevapristi vamakatapa ikoko adzokere kunogara ikoko kuti avadzidzise manamatirwo aMwari wenyika yacho.”
-