2 Madzimambo 17:31 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 31 uye vaAvhi vakagadzira Nibhazi naTataki. VaSefavhaimu vaipisa vanakomana vavo mumoto vachiitira Adramereki naAnamereki, vanamwari veSefavhaimu.+
31 uye vaAvhi vakagadzira Nibhazi naTataki. VaSefavhaimu vaipisa vanakomana vavo mumoto vachiitira Adramereki naAnamereki, vanamwari veSefavhaimu.+