2 Madzimambo 17:36 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 36 Asi Jehovha, uyo akakubudisai munyika yeIjipiti nesimba guru neruoko rwakatambanudzwa,+ ndiye wamunofanira kutya,+ uye ndiye wamunofanira kupfugamira, uye ndiye wamunofanira kubayira kwaari.
36 Asi Jehovha, uyo akakubudisai munyika yeIjipiti nesimba guru neruoko rwakatambanudzwa,+ ndiye wamunofanira kutya,+ uye ndiye wamunofanira kupfugamira, uye ndiye wamunofanira kubayira kwaari.