2 Madzimambo 21:14 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 14 Ndichasiya vaya vakasara panhaka yangu+ ndovaisa mumaoko evavengi vavo, uye vachatapwa vopambwa nevavengi vavo vese,+
14 Ndichasiya vaya vakasara panhaka yangu+ ndovaisa mumaoko evavengi vavo, uye vachatapwa vopambwa nevavengi vavo vese,+