2 Madzimambo 21:26 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 26 Saka vakamuviga muguva rake mumunda waAza,+ uye mwanakomana wake Josiya+ akava mambo panzvimbo yake.
26 Saka vakamuviga muguva rake mumunda waAza,+ uye mwanakomana wake Josiya+ akava mambo panzvimbo yake.