2 Madzimambo 22:17 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 17 Kutsamwa kwangu kuchatungidzwa panzvimbo ino uye hakuzodzimwi+ nemhaka yekuti vakandisiya uye vari kuita kuti zvibayiro zvipfungaire kune vamwe vanamwari,+ vachindigumbura nebasa rese remaoko avo.’”+
17 Kutsamwa kwangu kuchatungidzwa panzvimbo ino uye hakuzodzimwi+ nemhaka yekuti vakandisiya uye vari kuita kuti zvibayiro zvipfungaire kune vamwe vanamwari,+ vachindigumbura nebasa rese remaoko avo.’”+