2 Madzimambo 23:19 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 19 Josiya akabvisawo dzimba dzese dzekunamatira dzaiva panzvimbo dzakakwirira mumaguta eSamariya+ dzakanga dzavakwa nemadzimambo eIsraeri achigumbura Mwari, uye akadziita zvaakanga aita dzekuBheteri.+
19 Josiya akabvisawo dzimba dzese dzekunamatira dzaiva panzvimbo dzakakwirira mumaguta eSamariya+ dzakanga dzavakwa nemadzimambo eIsraeri achigumbura Mwari, uye akadziita zvaakanga aita dzekuBheteri.+