2 Madzimambo 23:26 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 26 Kunyange zvakadaro, Jehovha haana kudzora kutsamwa kwake kukuru, kwaakanga aitira Judha nemhaka yezvinhu zvese zvinogumbura zvakaitwa naManase achimugumbura.+
26 Kunyange zvakadaro, Jehovha haana kudzora kutsamwa kwake kukuru, kwaakanga aitira Judha nemhaka yezvinhu zvese zvinogumbura zvakaitwa naManase achimugumbura.+