2 Madzimambo 4:27 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 27 Paakasvika kumunhu waMwari wechokwadi pagomo, akabva abata tsoka dzake.+ Gehazi akabva auya pedyo kuti amusundire kure, asi munhu waMwari wechokwadi akati: “Musiye, nekuti ari kunetseka chaizvo,* uye Jehovha andivanzira nezvazvo, haana kundiudza.”
27 Paakasvika kumunhu waMwari wechokwadi pagomo, akabva abata tsoka dzake.+ Gehazi akabva auya pedyo kuti amusundire kure, asi munhu waMwari wechokwadi akati: “Musiye, nekuti ari kunetseka chaizvo,* uye Jehovha andivanzira nezvazvo, haana kundiudza.”