-
2 Madzimambo 4:39Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
-
-
39 Saka mumwe wavo akaenda kusango kuti anotanha muriwo wemusango, akawana muti wemusango unotanda, akatanha michero yawo, akazadza nguo yake. Akabva adzoka, akaichekerera muhari yekubikira, asingazivi kuti chaiva chii.
-