RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • 2 Madzimambo 6:32
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 32 Erisha akanga akagara mumba make, uye vakuru vakanga vakagara naye. Mambo akatuma mumwe murume mberi kwake, asi nhume yacho isati yasvika, Erisha akati kuvakuru vacho: “Mazviona here kuti mwanakomana uyu wemhondi+ atuma munhu kuzobvisa musoro wangu? Garai makangwarira kuti kana nhume yacho yasvika, muvhare suo, murambe makaribata makamuvharira panze. Mutsindo wetsoka dzashe wake hausi shure kwake here?”

Mabhuku eChiShona (1973-2027)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe