-
2 Madzimambo 11:2Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
-
-
2 Zvisinei, Jehoshebha mwanasikana waMambo Jehoramu, hanzvadzi yaAhaziya, akatora Jehoashi+ mwanakomana waAhaziya, akamuba pakati pevanakomana vamambo vakanga vachizourayiwa, akamuchengeta pamwe chete nemureri wake muimba yekurara yaiva mukati. Vakakwanisa kuramba vakamuviga kuti asaonekwa naAtariya, saka haana kuurayiwa.
-