13 Mambo Jehoashi weIsraeri akabata Mambo Amaziya weJudha, mwanakomana waJehoashi mwanakomana waAhaziya kuBheti-shemeshi. Vakabva vasvika kuJerusarema, uye akaputsa rusvingo rweJerusarema kubva paGedhi raEfremu+ kusvika kuGedhi Repakona,+ makubhiti 400.