2 Madzimambo 14:21 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 21 Vanhu vese veJudha vakabva vatora Azariya,*+ uyo aiva nemakore 16,+ vakamugadza kuva mambo panzvimbo yababa vake Amaziya.+
21 Vanhu vese veJudha vakabva vatora Azariya,*+ uyo aiva nemakore 16,+ vakamugadza kuva mambo panzvimbo yababa vake Amaziya.+