2 Madzimambo 14:23 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 23 Mugore rechi15 raAmaziya mwanakomana waJehoashi mambo weJudha, Jerobhoamu+ mwanakomana waMambo Jehoashi weIsraeri akava mambo muSamariya, uye akatonga kwemakore 41. 2 Madzimambo Bhuku Rinobatsira Zvapupu zvaJehovha Pakutsvakurudza—2019 14:23 “Rugwaro Rwose,” p. 153
23 Mugore rechi15 raAmaziya mwanakomana waJehoashi mambo weJudha, Jerobhoamu+ mwanakomana waMambo Jehoashi weIsraeri akava mambo muSamariya, uye akatonga kwemakore 41.