2 Madzimambo 16:6 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 6 Panguva iyoyo Mambo Rezini weSiriya akadzorera Erati+ kuEdhomu, achibva abudisa vaJudha* muErati. VaEdhomu vakabva vapinda muErati, uye nanhasi vachiri kugara imomo.
6 Panguva iyoyo Mambo Rezini weSiriya akadzorera Erati+ kuEdhomu, achibva abudisa vaJudha* muErati. VaEdhomu vakabva vapinda muErati, uye nanhasi vachiri kugara imomo.