2 Madzimambo 17:6 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 6 Mugore rechi9 raHoshea, mambo weAsiriya akatora Samariya.+ Akabva atapa vaIsraeri+ akavaendesa kuAsiriya, akavagarisa muHeira nemuHabhori kurwizi rwaGozani+ uye mumaguta evaMedhiya.+ 2 Madzimambo Bhuku Rinobatsira Zvapupu zvaJehovha Pakutsvakurudza—2019 17:6 “Rugwaro Rwose,” pp. 145, 156 Shoko raMwari, pp. 47-48 Nharireyomurindi,2/15/1988, p. 27
6 Mugore rechi9 raHoshea, mambo weAsiriya akatora Samariya.+ Akabva atapa vaIsraeri+ akavaendesa kuAsiriya, akavagarisa muHeira nemuHabhori kurwizi rwaGozani+ uye mumaguta evaMedhiya.+