2 Madzimambo 17:11 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 11 uye vaikwidza utsi hwezvibayiro panzvimbo dzese dzakakwirira sezvaiitwa nemarudzi akanga adzingwa naJehovha pamberi pavo.+ Vakaramba vachiita zvinhu zvakaipa kuti vagumbure Jehovha.
11 uye vaikwidza utsi hwezvibayiro panzvimbo dzese dzakakwirira sezvaiitwa nemarudzi akanga adzingwa naJehovha pamberi pavo.+ Vakaramba vachiita zvinhu zvakaipa kuti vagumbure Jehovha.