-
1 Makoronike 21:15Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
-
-
15 Mwari wechokwadi akatumawo ngirozi kuJerusarema kuti inoriparadza; asi payakanga yava kuda kuriparadza, Jehovha akazviona, akazvidemba* pamusoro pedambudziko racho,+ uye akati kungirozi yakanga ichiparadza: “Zvakwana!+ Chidzikisa ruoko rwako.” Ngirozi yaJehovha yakanga yakamira pedyo neburiro* raOrinani+ muJebhusi.+
-