23 Asi Orinani akati kuna Dhavhidhi: “Itorei henyu kuti ive yenyu, uye ishe wangu mambo ngaaite zvakamunakira. Onai, ndiri kupa mombe kuti dzive zvibayiro zvinopiswa nechirei chekupurisa+ kuti chive huni, uye gorosi kuti rive mupiro wezviyo. Ndiri kukupai zvese.”