2 Makoronike 21:7 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 7 Asi Jehovha haana kuda kuparadza imba yaDhavhidhi, achifunga sungano yaakanga aita naDhavhidhi,+ nekuti akanga avimbisa kuti achaita kuti agare aine rambi nguva dzese, iye nevanakomana vake.+
7 Asi Jehovha haana kuda kuparadza imba yaDhavhidhi, achifunga sungano yaakanga aita naDhavhidhi,+ nekuti akanga avimbisa kuti achaita kuti agare aine rambi nguva dzese, iye nevanakomana vake.+