2 Makoronike 25:25 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 25 Amaziya+ mwanakomana waJehoashi mambo weJudha akararama kwemakore 15 pashure pekufa kwaJehoashi+ mwanakomana waJehoahazi mambo weIsraeri.+
25 Amaziya+ mwanakomana waJehoashi mambo weJudha akararama kwemakore 15 pashure pekufa kwaJehoashi+ mwanakomana waJehoahazi mambo weIsraeri.+