21 “Endai munondibvunzira Jehovha, ini nevaya vakasara muIsraeri nemuJudha pamusoro pemashoko ebhuku rawanikwa; nekuti kutsamwa kwaJehovha uko kuchadururwa patiri kukuru nekuti madzitateguru edu haana kuita zvakataurwa naJehovha kuburikidza nekuchengeta zvese zvakanyorwa mubhuku iri.”+