5 Tiri nyama imwe neropa rimwe nehama dzedu, vana vavo nevana vedu vamwe chete asi tava kufanira kuisa vanakomana vedu nevanasikana vedu muuranda, uye vamwe vanasikana vedu vatova varanda.+ Asi hatina simba rekumisa zvinhu izvi, nekuti minda yedu yembesa neminda yedu yemizambiringa yava yevamwe.”