Esteri 9:2 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 2 VaJudha vakaungana mumaguta avo mumatunhu ese aMambo Ahashivheroshi+ kuti varwise vaya vaitsvaga kuvakuvadza, uye hapana munhu akakwanisa kumirisana navo, nekuti marudzi ese akanga ava kuvatya zvikuru.+
2 VaJudha vakaungana mumaguta avo mumatunhu ese aMambo Ahashivheroshi+ kuti varwise vaya vaitsvaga kuvakuvadza, uye hapana munhu akakwanisa kumirisana navo, nekuti marudzi ese akanga ava kuvatya zvikuru.+