Jobho 9:19 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 19 Kana pari panyaya yesimba, iye ndiye akasimba.+ Kana pari panyaya yekutonga zvakarurama, iye anoti: ‘Ndiani anogona kundibvunza zvandinenge ndaita?’*
19 Kana pari panyaya yesimba, iye ndiye akasimba.+ Kana pari panyaya yekutonga zvakarurama, iye anoti: ‘Ndiani anogona kundibvunza zvandinenge ndaita?’*