Pisarema 123:4 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 4 Tanzwa* nekunyombwa nevanhu vanozvikudzaUye tanzwa nekuzvidzwa nevanhu vanozvitutumadza.