Zvirevo 25:7 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 7 Nekuti zviri nani kuti iye ati kwauri, “Kwira kuno,” Pane kuti akunyadzise pamberi pegurukota.+