Zvirevo 25:16 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 16 Kana wawana uchi, idya hwakakukwanira,Nekuti ukadya hwakawandisa, unogona kuzohurutsa.+