Zvirevo 25:19 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 19 Kuvimba nemunhu asina kuvimbika* panguva yedambudzikoKwakafanana nezino rakameduka kana kuti tsoka inokamhina.
19 Kuvimba nemunhu asina kuvimbika* panguva yedambudzikoKwakafanana nezino rakameduka kana kuti tsoka inokamhina.