Zvirevo 25:26 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 26 Munhu akarurama anobvuma zvinoda munhu akaipa*Akafanana nechitubu chakazara madhaka uye tsime rakashatiswa.
26 Munhu akarurama anobvuma zvinoda munhu akaipa*Akafanana nechitubu chakazara madhaka uye tsime rakashatiswa.