Muparidzi 2:12 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 12 Ndakabva ndatanga kufunga nezveuchenjeri, upengo uye kuita zveupenzi.+ (Nekuti munhu achazotevera pashure pamambo angaitei? Anongoita zvinhu zvakatoitwa kare.)
12 Ndakabva ndatanga kufunga nezveuchenjeri, upengo uye kuita zveupenzi.+ (Nekuti munhu achazotevera pashure pamambo angaitei? Anongoita zvinhu zvakatoitwa kare.)