Muparidzi 5:7 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 7 Nekuti sezvo kuwandirwa nezvekuita kuchiita kuti pave nekurota,+ kuwandirwawo nemashoko hakuna zvakunobatsira. Asi itya Mwari wechokwadi.+ Muparidzi Bhuku Rinobatsira Kutsvakurudza 5:7 Pfungwa Huru Dzatinowana Mubhuku raMuparidzi w06 11/1 p. 14 ndim. 15
7 Nekuti sezvo kuwandirwa nezvekuita kuchiita kuti pave nekurota,+ kuwandirwawo nemashoko hakuna zvakunobatsira. Asi itya Mwari wechokwadi.+