Muparidzi 7:25 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 25 Ndakaita kuti mwoyo wangu ude kuziva, kuongorora uye kutsvaga uchenjeri uye chinokonzera kuti zvinhu zviitike, uye kuti ndinzwisise kuipa kweupenzi uye ufuza hweupengo.+
25 Ndakaita kuti mwoyo wangu ude kuziva, kuongorora uye kutsvaga uchenjeri uye chinokonzera kuti zvinhu zviitike, uye kuti ndinzwisise kuipa kweupenzi uye ufuza hweupengo.+