Muparidzi 7:28 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 28 asi zvandaigara ndichitsvaga* handina kuzviwana. Ndakawana murume* mumwe chete pavanhu chiuru, asi handina kuwana mukadzi pavari vese. Muparidzi Bhuku Rinobatsira Zvapupu zvaJehovha Pakutsvakurudza—2019 7:28 Nharireyomurindi,1/15/2015, pp. 28-291/15/2007, p. 31
28 asi zvandaigara ndichitsvaga* handina kuzviwana. Ndakawana murume* mumwe chete pavanhu chiuru, asi handina kuwana mukadzi pavari vese.