Muparidzi 8:14 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 14 Pane zvinhu zvisina zvazvinobatsira* zvinoitika panyika: Kune vanhu vakarurama vanobatwa sekuti vakaita zvakaipa,+ uye kune vanhu vakaipa vanobatwa sekuti vakaita zvakarurama.+ Ndinoti izviwo hazvina zvazvinobatsira.
14 Pane zvinhu zvisina zvazvinobatsira* zvinoitika panyika: Kune vanhu vakarurama vanobatwa sekuti vakaita zvakaipa,+ uye kune vanhu vakaipa vanobatwa sekuti vakaita zvakarurama.+ Ndinoti izviwo hazvina zvazvinobatsira.