Isaya 13:22 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 22 Zvisikwa zvinoungudza zvichachema zviri mushongwe dzaro,Nehunguhwe* mumizinda yaro yakanaka chaizvo. Nguva yaro yava kusvika, uye mazuva aro haazowedzerwi.”+ Isaya Bhuku Rinobatsira Zvapupu zvaJehovha Pakutsvakurudza—2019 13:22 Uprofita hwaIsaya I, pp. 180-181
22 Zvisikwa zvinoungudza zvichachema zviri mushongwe dzaro,Nehunguhwe* mumizinda yaro yakanaka chaizvo. Nguva yaro yava kusvika, uye mazuva aro haazowedzerwi.”+