-
Isaya 14:31Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
-
-
31 Ridza mhere, haiwa iwe gedhi! Shevedzera, haiwa iwe guta!
Imi mese muchashaya simba, haiwa imi vaFiristiya!
Nekuti pane utsi huri kubva kuchamhembe,
Uye uto rake harina munhu ari kutamburira kufamba.”
-