Isaya 29:17 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 17 Munguva pfupi iri kuuya, Rebhanoni richashandurwa kuva munda wemichero,+Uye munda wemichero uchaonekwa sesango.+
17 Munguva pfupi iri kuuya, Rebhanoni richashandurwa kuva munda wemichero,+Uye munda wemichero uchaonekwa sesango.+