Isaya 35:7 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 7 Nyika yakaomeswa nekupisa kwekunze ichava dziva rakazara netsanga,Uye nyika yakaoma ichava nezvitubu zvemvura.+ Nzvimbo yairara hunguhwe*+Ichava neuswa hwakasvibirira netsanga nenhokwe. Isaya Bhuku Rinobatsira Zvapupu zvaJehovha Pakutsvakurudza—2019 35:7 Uprofita hwaIsaya I, pp. 374-376, 378-379 Nharireyomurindi,2/15/1996, pp. 12, 18
7 Nyika yakaomeswa nekupisa kwekunze ichava dziva rakazara netsanga,Uye nyika yakaoma ichava nezvitubu zvemvura.+ Nzvimbo yairara hunguhwe*+Ichava neuswa hwakasvibirira netsanga nenhokwe.