Isaya 40:2 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 2 “Taurai zvinobaya mwoyo weJerusarema,*Uye rizivisei kuti basa raro rekumanikidzwa rapera,Kuti mhosva yaro yaripwa.+ Rawana zvakanyatsoenzana nezvivi* zvaro zvese kubva muruoko rwaJehovha.”+ Isaya Bhuku Rinobatsira Zvapupu zvaJehovha Pakutsvakurudza—2019 40:2 Uprofita hwaIsaya I, pp. 398-399
2 “Taurai zvinobaya mwoyo weJerusarema,*Uye rizivisei kuti basa raro rekumanikidzwa rapera,Kuti mhosva yaro yaripwa.+ Rawana zvakanyatsoenzana nezvivi* zvaro zvese kubva muruoko rwaJehovha.”+