-
Isaya 45:4Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
-
-
4 Ndiri kukushevedza nezita rako
Nekuda kwemushumiri wangu Jakobho uye nekuda kwaIsraeri wandakasarudza.
Ndiri kukutumidza zita rinokudzwa, kunyange zvazvo wakanga usingandizivi.
-