Isaya 45:19 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 19 Handina kutaura ndiri munzvimbo yakavandika,+ munyika yerima;Handina kutaura nevana* vaJakobho kuti,‘Nditsvagei pasina.’* Ndini Jehovha, anotaura zvakarurama, uye anozivisa zvakarurama.+ Isaya Bhuku Rinobatsira Zvapupu zvaJehovha Pakutsvakurudza—2019 45:19 Uprofita hwaIsaya II, pp. 88-90
19 Handina kutaura ndiri munzvimbo yakavandika,+ munyika yerima;Handina kutaura nevana* vaJakobho kuti,‘Nditsvagei pasina.’* Ndini Jehovha, anotaura zvakarurama, uye anozivisa zvakarurama.+