Isaya 56:3 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 3 Munhu wekune imwe nyika anouya kuna Jehovha+ ngaarege kuti,‘Chokwadi Jehovha achandiparadzanisa nevanhu vake.’ Uye ngomwa ngairege kuti, ‘Onai! Ndiri muti wakaoma.’” Isaya Bhuku Rinobatsira Zvapupu zvaJehovha Pakutsvakurudza—2019 56:3 Uprofita hwaIsaya II, pp. 249-252
3 Munhu wekune imwe nyika anouya kuna Jehovha+ ngaarege kuti,‘Chokwadi Jehovha achandiparadzanisa nevanhu vake.’ Uye ngomwa ngairege kuti, ‘Onai! Ndiri muti wakaoma.’”